SFr. 36.90
€ 39.85
BTC 0.0007
LTC 0.592
ETH 0.0123


bestellen

Artikel-Nr. 38709143


Diesen Artikel in meine
Wunschliste
Diesen Artikel
weiterempfehlen
Diesen Preis
beobachten

Weitersagen:



Autor(en): 
  • Sarura Kids
  • Ngatitare Nyika: Canada: Geography Drawing Practice 
     

    (Buch)
    Dieser Artikel gilt, aufgrund seiner Grösse, beim Versand als 2 Artikel!


    Übersicht

    Auf mobile öffnen
     
    Lieferstatus:   i.d.R. innert 7-14 Tagen versandfertig
    Veröffentlichung:  Juni 2023  
    Genre:  Ratgeber 
    ISBN:  9798211149199 
    EAN-Code: 
    9798211149199 
    Verlag:  Blurb 
    Einband:  Kartoniert  
    Dimensionen:  H 254 mm / B 203 mm / D 4 mm 
    Gewicht:  177 gr 
    Seiten:  48 
    Zus. Info:  Paperback 
    Bewertung: Titel bewerten / Meinung schreiben
    Inhalt:
    Ngatidzidzirei kutara mifananidzo yenzvimbo dziri mu Canada. Bhuku iri rinotaura trivia nezvirokwazvo pamusoro penyika iyi. Munokwanisa kuwana nzvimbo nezvinhu zvakasiyana siyana zvinowanikwa mu Canada. Dzimwe dzenzvimbo dzamunokwanisa kuwana dzinoitwa idzo Amaze-ing Laughter, Famous Five Statue, Niagara Falls, Duncan Totem, nedzimwe nzvimbo. Mwana anopihwa chinhambo chekuti atare mufananidzo nenzira yaanofarira uyezve inoratidza hunyanzvi hwake nehumbesa. Bhuku rino rakagadzirwa nemunyati unotevedzera zvidzidzo zvehumbesa. Rinochengetedza nekukoshesa makuriro evana. Nokudaro rinobatsira mwana kuti adzidzire nezvenyika yedu uyezve achigadzira dzikiso dzinozomubatsira kana akazoda zvake kuita basa rehumbesa. Kana mwana achinge asvika makore mashanu kana matanhatu, anotanga kukwanisa kuona mamiriro ezvinhu zvatinoona munyika. Anenge akukwanisa kutara mifananidzo inoonekwa kuti yakagara pasi, kwete inoyangarara kana kubhururuka kana makaitarisa papeji. Chero zvake asati akukwanisa kutara mifananidzo yakagozha, anenge ane chido chekutara mifananidzo yakawanda wanda kuti arambe achidzidzira humbesa. hwake. Tinofanirwa kumusimbisa nekumukurudzira kuti arambe achitara mifananidzo yakawanda. Nenguva ino munoona mwana achitara mufananidzo ozviisawo pakati pemufananidzo iwoyo. Izvi zvinomubatsira kuti awone kuti iye akakosha mune zvaari kutara. Anofarira kutamba achinyepedzera kunge ari munzvimbo iyoyo. Sevabereki tinofanirwa kuzvikurudzira. Kana asvitsa makore mashanu kana matanhatu, mwana anenge akukwanisa kutevedzera huyerapasi. Munoona achikwanisa kuona zvinhu zvakaita sedenderedzwa, gonyatatu, gonyarura, kana sikweya. Kurudzirai mwana kuti atsvage huyerapasi mumifananidzo iri mubhuku iri. Kana muchida munokwanisa kudhirowa muumbirwo pamusoro pemifananidzo yacho. Nyika yedu yakakosha. Nyika yedu ine zvizhinji zvinoyevedza nekutidzidzisa magariro evanhu nemadzitateguru edu. Ngatikoshesei pasi pano tichibatsira vana kuti vadzidze manakiro enyika.

      
     Empfehlungen... 
     Ngatitare Nyika: Australia: Geography Drawing Prac - (Buch)
     Ngatitare Nyika: England: Geography Drawing Practi - (Buch)
     Ngatitare Nyika: Ireland: Geography Drawing Practi - (Buch)
     Weitersuchen in   DVD/FILME   CDS   GAMES   BÜCHERN   



    Wird aktuell angeschaut...
     

    Zurück zur letzten Ansicht


    AGB | Datenschutzerklärung | Mein Konto | Impressum | Partnerprogramm
    Newsletter | 1Advd.ch RSS News-Feed Newsfeed | 1Advd.ch Facebook-Page Facebook | 1Advd.ch Twitter-Page Twitter
    Forbidden Planet AG © 1999-2024
    Alle Angaben ohne Gewähr
     
    SUCHEN

     
     Kategorien
    Im Sortiment stöbern
    Genres
    Hörbücher
    Aktionen
     Infos
    Mein Konto
    Warenkorb
    Meine Wunschliste
     Kundenservice
    Recherchedienst
    Fragen / AGB / Kontakt
    Partnerprogramm
    Impressum
    © by Forbidden Planet AG 1999-2024